S10 PaGhetto Episode 48
Comments (48)
zvepano zvave kudhura
Pa1 video pamwedzi apa ummmm mukutiomesera mari dzedu veduwe tiitireiwo plan
Wassup people
Mike ane zvivindi
Tadzoka zvakare. I have a lot to catch up on lol
Mike mike mike 😑😑😑
Buritsai 2 2 mavideo vakomana
Mkoma Rizo vakanobudikira nenguva ndati hondo dzachoooooo ma444
Kugona munogona varume asi increase wo ma episode atinowana pa month we can’t be paying £4 per month for 3 episodes a month wakomana
CANCELLED MY SUBSCRIPTION THIS MORNING. FUCK THESE GUYS. VANODHEERERA WITH THIS ZANU PF MENTALITY. IT AIN'T WORTH IT. UCHANZWA VAKUCHEMA CHEMA KUTI SPONSOR US. TAKANANGA KU YOUTUBE FOR THE FREE PAGHETTO. WASTE OF MONEY. THEY THINK MONEY GROWS ON TREES. DEFINITELY NOT WORTH THE SERVICE WE RECEIVED IN THE PAST MONTHS. PAYING FOR 1 OR 2 EPISODES PER MONTH. LET;S WAIT FOR THAT FREE SHIT ON YOUTUBE. HAPANA ZVE SUPPORTING LOCAL ZVATIRIKUITA ISU TICHIBIRWA. KUROHWA CHADONHA CHEPA HINDERNETI NEVAKOMANA VEMUGHETTO. GOOD SHOW BUT PATHETIC SERVICE. FUCK THESE GUYS.
Mmmmmmm reason anofana kutozvibataa otherwise panomuka bongozozo paden paHwai
Hah Jefry ndi Jonasi hake
but huJonasi hwake hune calculated move mukati
Baba Sphiwe 🥹🤣🤣
Saka tirikuti taakuwana 1 episode pamwedzi here kana kuti? If possible tipeiwoka schedule racho
Baba Sphiwe, anopenga in the best way. One of your best characters
Team Prim haha
Jeffrey “Jonasi” Kabvuwo😂😂😂
Prim definetly crazy.
Great stuff
Boys makapenga. Do you realise there are multiple stories running at the same time?
Yoooooooooo its so much drama happening in every house hold yoooooh
Waangu waangu waaangu
Ma1 aya🔥🔥🔥
Blasman vakanobudikira kkk
Ndini ndega ndaakusemburwa nekaskiru ka Prim???
ndati iwewe haaaaa bho chinhu chaperera pa hasha wena kkkk kuita kunge huofu hwapera sadza richikwata apa ma shops ari kure 🤣😂🤣😂🤣
Maita Basa Mafia, Taseka 🤣🤣🤣
Haaa Mike muhombe.
Rasta loving baba ine kahu ganster love mukati hwai iyo yakabaka 🔥🔥🔥🔥🔥
Mapedza boyz🔥🔥🔥🔥
Panorwariwa ndikafa
Kandai imwe
Zvekufa Mike ,zvinenge zvakamubata.
On God if you didn’t upload anything today I was unsubscribing
My last and final sub im done ndakarwara nekumirira pasina dhiri
Ehezve mavhura comment section ngazvirambe zvakadaro👊🏿👊🏿👊🏿
Mikela anorohwa akafa 😂😂😂
1st seiko team makavhara ma comments kumashure? mhofu vakachema kubritsa musodzi😂. 2nd: hoyoooo 😂😂😂😂😂😂
Uri bhooo ndaabhoo ndakuona ukandisiya ndinofa
😂😂😂😂😂 zvamanje reason akutofanirwa kuzvitambira
Marebesa part yetuvaskana utwu
🔥🔥💃💃
Yesayaaaaaaaa
It wass due
Waasssup✌️
Tangatakachimirira
Hoyoooo
