S08 Paghetto Episode 34 (Part 2)
Comments (30)
Gumbo rechi3 hahahha
Reason is cooking
Gudo mu relationship
Mombeshora achabata imwe mimba 🤣😂🤣😂
Gweto haridi kuchinja maoko rinofuwa 😎☠️☠️
That Reason dialogue at the end killed!!!
This production deserves more than whatever you’re getting guys. Dai ndine mari ndaikusponsai, muri kugona, animation is a lot of work
Pandakaona mikela asipo pa art cover ndakabva ndaziva kuti i missed call
Cliff hanger, matisiya tirimumhepo
Thanks boys
I’m cuming I’m cuming😹😹😹😹
Officer vaneyese ava
Good stuff!! Team Paghetto, any idea what's happening with the OCD makazeni side? They posted the same episode 17 as episode 18. They aren't really responding
Musauraya Mikela
Yeah it will be too early sure Mikela moto zvaikozvino
i think i will stop watching one one koz suspense is giving me a hard tym
Well done munogona
Mari yedu yakushanda manjeeee
takano sign-isa munhu affidavit kuti hapana eke pama sports inenge iri kufkaf tichi junga sinte
Mafingerprints apera😂😂😂
Haaa takuita tichiwona mari yedu manje
This mupurisa 😂😂😂
zrp chaiyo ka
ma members takanonakirwa
amana ka!!! Reason adzoka zvine power apa akuda kudyiwa imi ka🔥🔥🔥🔥🔥💪
😂tikuda kupaza. mhata tikuda kuidhiritsa kupaza mduri😂✔️
✅✅
Pfeee tiripo pamusha
Togara takapfeka togara tiri ready😂💪📌
takatocooler tiri ready✔️😂✊🏼
