S08 PaGhetto Episode 32 (Part 2)
Comments (76)
Mopisaaa
'Chibage nyoro, kana kuti chibage chakatota'
Hoyoskiiii
Ende futi tirinherera
Boiyz please Xmas please musitoureye nenzara tiri wana wenyu wani boyz
Xmas ka guys panodawo bonus. We can't have the same dosage naana October. Kukumbira uku
Ndabhadhara nhasy sinhi iri, ndakutowona kekupedzisira boys rangu munopisa💯
Heavy episodeeeeeee manyama
Reason akarohwa ndikutora subscription yangu
Chibage nyoro 🌽
Ba spiwe ngawarohwe
Next one please boiz cliffhanger ma1
Haa boiz rimwe ririkubuda rinhi haa apa matiwanzira apa clifff hangerr iri harisi bho matikuvadza
Last week haina kubuda. I thought dzichauya dziri 2. Munogonesa👊
Maita hutsinye, pamasiira apa eish😂😂😂😂😂🙌 yahhh.Munoda rekeni boys
Ndirikuda 4 ma punches Naya uyuu😅
Saka ndoita zvemidzi here ☠️☠️☠️☠️☠️☠️
Ehezve💪💪💪💪
This level of suspense inotoda kuyenderwa kugwazhi. mukupedza tsoro guys
ingowedzerai mari muburitse kana katatu pasvondo
Tazogara Mikela muhombe
Kupedza masports,haa makanyanya team
Haisi kids game🤝. Ma1 aya
Thank you
Cliffhanger is mad 🔥 makanyanya boiz we should all do a petition to get this on Netflix or something
Tokwana here ku Netflix
Pamasiira bho here team rangu 😂
Kkkk cliff hanger baba
makaipa boiz masinhi haasinyore aya
Thanks
Haaaa musadaro boys, ndanga ndiri kuda kuona Baba Spiwe vs Reason 🥊
Kkkkkk
Heyiiiii haaa munozitiuraya necuriosity painopereracpacho😂😂😂😂
Ndati kkkk
Mapedza boyz 😂😂😂🔥
Thank you
haaaaaaa boys apa mapedza zvamwari
Thank you
Mike ♨️♨️♨️♨️💯
i think muroja. ihanzvadzi ya Jabu
Ndati wewe
boxen takaenda
Ha mikela muhombe 🔥🤣
Thanks
Hanzi ko ukafa nenzara uchitiza mushunha🤣
Kkkkkk
Mdara wa Rizo anotoziva kuti mukomana anopedza ma sports
Handiti akambopihwa twake na Reason 😂
Ndati payaperera mandikwadza boys 3🥲🥲🥲
Kkkk Sori
Jabu jabu jabu jabu why ukuzviwomesera...🤣🤣🤣🤣🤣
Gaya kkk
Mike 😂😂😂😂
Full support . Jabu haarove 🔥😂. Asi anozongo fanirwa kungo nhafawo ka1 angorinzwa kuti ririsei 🤣
Ndati kkkk
Munogona boyz 🔥🔥
Thank you
reloaded
Mdara Spiwa naReason kaPaye,ndatiiii iwewe tym yamoperera haisiriyo
Ndatiii makanoburitsa nxt one in 4day kah
Kkkkkk
$5 yangu yayendera zviripo ,
Thank you
Ba Spiwe vakuda serious bullying 😂
Zvekudaro kkk
...izvezvi jabu haaana kudya, achitiza magaroo😀
...baba spiwe vane nharoo ndabvuma😀
Anotonetsa
Handisati ndaiona hangu but wit the pic iyooo pane nyaya mhani
I don’t CCC C is k
Hoyoooooooooo chikafu chapakurwa
Haa amana sirai vamwe first comment. But anyways rega totsvaga ma headphones and tikuya nema comments 😂😂
Hoyo
Hoyooo
...first comment
Tasvika faster faster....
