S08 PaGhetto Episode 31 (Part 1&2) Coming Soon....
Comments (25)
Makuto competer nevanhu veGTA 6💀
Why are we paying £3 if we spend the whole month without an episode
At least communicate!!!!!
Mmmm haaa kana tazogara kaa, MUNOVHARA kwete zvekutamba!!!🤦♂️
Yaaah for now i think i have to suspend my subscription coz ummmm
Kana zvirikunetsa chingokwidzai price asi every week toda episode Chinhu ndechedu ichi
chi type che soon chacho hachisvike here
Soon yenyu amana ka. Bho here
chiSurprise ndochakaipa manje izvi zvesoom zvotikuvadza nenhomba😆
I can't wait kuona Mikela kuti zvinopera mushe here
hoyooo
Tanga tanzwa nenyota
Munoti kwadza guys nokumirira lol. But maybe dai muchi kwanisa kugara makabika then mongoita a weekly episode release so that panoita a consistency and other paying customers can join in. Ingoriwo suggestion hayo 😉
Team kumirira hedu…. 🫨
imboitai kuti Jabu adambure kamwana kaye plizzz
Vanga vachimbokomba churu mukoma Ivan ndokunzwisisai...congratulations wanguda Pakumboda round of applause 👏👏👏👏
How soon
Shandai amana hatiregi hedu kubhadhara chero mukaita gore musina kuburitsa tinenge takangomirira🫶🫶🫶
Ngaangobuda ese ka 1
Haa zii yacho msadaro ana boys
Tinenge tichishanda amana, titori mu studio izvozvi
But coming soon again guys just drop for us we are waiting
Takatononokerwa ne 444 minutes
How soon is soon?
Takamirira 💯
