S08 PaGhetto Episode 30 (Part 1)
Comments (51)
...ma lodger akaita saana Jane havauyewo kumba kwedu sei??
Hmmm Mike akuenda kuMatrix
Jabu.. Jabu.... Jabu... chii newe?
Haaa jabu akasimba ndati😂🙌
Mapedza masports boyz
haa mwana haasi kufanira kuita wanudhara wareason fut
jabulani jabulani jabulani
Matrix kuseri
Jabu vari pama1 zvavo vachapaita chete😂😂😂
I think we should have voted sema patreon fans kuty nhumbu ya mombeshora yopiwa ani😂 because Inini I support violence and I believe Mdhara wareason was supposed kupiwa rematch nekuty last time akajumwa🤌🏼
Iweweee Matrix ndati
Tipei real names muchitanga na Gi Jane 😆
Jane akafitira kuita worse kupfura cyclone prim 🤣
Cyclone jane😂😂
Royal Mint , Michela ari kuramba🤣🤣🤣🤣
Haaa Jabu amira semukono akati izvi hatsikuita
Haaa Jabu is trying hake.
Haaaa gents this one kah😂.
Jabu achazongosuka tsvimbo😹😹😹
Yeah Jabu is trying 😂 ( we all know a zebra can't change its stripes)
mike wedu bho?
Ndipeiwo Jane uyo live ndimuzadze
Ko kana mwana asiri waMhofu futi ivo vafara kudaro? 😅
Ndati kana mazogara Jane anondifungisa rimwe gore pa chitown apo haaa imi weee!!!!😅
sapatina sapatina
Mhofu marwadzo
Ehoyi baba
Manakidziro Acho. Apa imwe yozouya was zvayo
😂🤣😂🤣🤣
Ichooo💥
Kkkkk haaa mikela kumatrix im waiting for that part🤣🤣🤣🤣
mikela haasi mumero veduwe, arikuda kutotora responsibility
Kkkkk tikuda part yaRoyal Mint nemkomana and pliz mkomana ngaasasiye masinhi haapengi😂😂
Ka dance ka Mpofu 🔥
Iiiichooo
Jane arikutoda
🤣🤣jane idambudziko
🔥🔥🔥
Mudhara akamboverenga ma results Kupi ko uyu
Mashambahwai🤣🤣🤣🤣, who even thinks like that?
Mikela Last hanging l late ipi yaurikutaura Haa team mapedza
Obvious, Mikela is about to become a father
Hoyoo
Hoyo
🔥
Top 5 bhoo futi
Pfooo
Locked in
Hoyo 🔥
First one 😂😂
Haa wanditangira nemaseconds😂😂
