S08 PaGhetto Episode 28 (Part 2)
Comments (70)
Iwewe hauzive kuti uri wekufenda
Aiwaa team makaipa imimi😂😂🙌
jabu ziso bho here
haaa cliffhanger iyo bho here but
Haa musaise ku YouTube guys. This type of art deserves money 💰 🤑 honestly. Izoisai muna November horaiti.
Haa mdara hwai anemasas hanzi "difference ndeyekuti iwewe wamura kuroots"😂😂
Mikeila anzwa nekungorohwa ini hangu im not happy shame
Hwai yedu zvaichafurwa ikapera nhai
My awonei
Ndati iwewe
Aoneiko mupfanha Mikela
Mike always sees things he aint supposed to
Thank yu boiz munopedza
Mikela akarohwa spear rega afende mukomana
Haa Mikhela afa ndati 😂😂😂
Baba Spiwe varohwa counter attack
1 fight chete
Yesaya vakomana aiwa murikubata basa
Huh Mhofela ma1 guys ah kkkkk
This is good guys hate already can’t wait for the next episode
Boiz pakaipa
haaa horror ndoiziva😅
Mmm haaaa let's hope mfana wa Mike haana kutsikwa
Keep it up tikudzidza malife lessons 🔥🔥🔥
Mikela vaona Mai Mfundisi vachibonyora😂😂
😂😂😂
mikela vane Hana nhete
Haaa I suspect kuti mdara mufundisi chete vaonekwa namikela
Ziso ra Mai prim 🙌🏼🤣
Let’s talk about mdhoto waprim tikawana nguva
keep up the good works
Your storytelling is out of this world. This was a powerful episode. I can't wait to see where the story is going next!
Haaa VaHwai vane violence 😂😂😂
haaaa Mikela punchline yakandwa na Prim ma horror iya
Makanyanya guys hope dzouyawo
cliff hanger apo mikela eissssh
Akanosangana na mufundisi
Ahh spear yapihwa munhu apa🤣🤣
That was an amazing sequence. She went for the full mount on Reason, Regina aitwa “Ko Uchi Gari” obva adona, I also saw an Ankle Pick, a Superman Punch, an UpperCut and a Tackle (Spear). Whoever curated that scene definitely knows martial arts because we saw Judo/BJJ 🥋, catch Wrestling, Muay Thai, Boxing and Pro-Wrestling(WWE). Lovely!
haaah amana mikera aonei
haa mai prim venenge wooma moyo chete ,ziso rapihwa paye l dont think zvikupera mushe haa mahorror boys
Haaa BaSpiwe vanogaya kut vanoputitsa mdara waReason haa anosasa mdara uyo Mdara waReason anoputitsa, BaSpiwe vajaira kunyangira chete
shaa gaya vanopenga ,dai vatongosiyana havo nazvo vangosiya mkadzi wavo kumusha ,akabvuma mhosva wani
🤣😂😂🤣🤣🤣👍 ndabva ndafendawo sa Mike
Mikelahhh
Klik minęła sobie😉
Ko episode 29 how far
Haaaa matirwadzisa ingadai matipa 2 maepisodes
Kkkk mai Regina aaaah 🙌🏿🙌🏿🙌🏿
Haaaa chero ndikachirarawo manje Maspaka ana pambwalenkosi
Mike aoneyko chamurovesa nehana apo
when is episode 29 coming out 🤣
Ndangandanonoka
Thanks
Haaaa loud yacho ndati
Prim miswa iwe hahahaha
Ichooo
You are forgiven isu taakuto chimhanya
🤣🤣🤣 Mikelah
hoyoooooooooooooooo
I apologize again for delaying your episode guys please forgive me
444 minutes later 🔥🔥🔥
Hoyooooooooooooooooo
Ehe makaipa
Hoyo
Ehe kaa👍
I am the first to comment
Letss goo🕺🏼
Hoyooo🔥🔥🔥🔥Chazoita manje
Hoyooo haa magona boiz
