S02 Zhet Hombe (Part 5)
After the boys had ran away leaving Mike alone, they plan to go back and explain themselves to Mike's mom. Reason's mom is also still asking about her money. Now with a lot of money they have to get back, the boys plan to risk it and ask for more help from Chairman.
Comments (44)
Ko ine part yacho amana
🤣🤣🤣 Charlie anowonera asi mafia rake ma1, murudo. Tinenge takadhakwa, kudhakwa…
Cliff hanging munoigona haa🙌😂
maLashes manyoro is deep of a line
Haha boiz mogona. Haaa this is great. Watching from Hungary
Hahahaha munhu wamwari ane malashes manyoro hahaha
Mambo Isaka vakafa nehope
Ndati ndati
4444
Bhoiz dzekumama kkkk
Episode nyama
4444
There is an age verification yirikudiwa Patreon is checking the page kuti riri suitable for ages under 18 here so at the moment we are not allowed to upload videos but only links so please make sure your are logged in on your youtube to watch the episode, we appologise fore the inconviniences
ko zvekunzi robot izvi ndezvei hatisi kukwanisa kuona
Munopedza boys🔥🔥🔥
WTF sign in to confirm you're not a robot
This is bs tbh we are paying
Pakuda chimwe apa boyz 💪🏽
Sign in to confirm that you're not a bot This helps protect our community. Learn more Sign in. How can we pass this
Mine too
Chakadziya ichi
Sign in to confirm that you're not a bot This helps protect our community. Learn more Sign in i cant watch the episode wtf
Mapedza boyz 🔥🔥🔥
🤣🤣🤣🤣🤣
For me nyaya yandine question mark - Jabu akadonha ka episode iye ye peer pressure after adya mwana. Saka yakangopera like that?
Ringave deal rei iro ndiudze now ndoisa $50 paEcocash instantly
Ana Chairman usually ndeve Bhosh ava
Haa mazongoti cutter takamirira dhiri anaboyz musaite iyoyo 😂💔💔💔
Inzwaikaa boys
Chopisa ichii, dei maita muchiDropper chimwe🔥🔥🫴🏽
Pakuda chiGangster, pakuda chiGudo, pakuda chiGevha APA 🦍💪🏽💪🏽☠️
Chakanyanya
Wangu Wangu Wangu Wapedza MaSports
Kkkkkkkk pachange rebhuru apo panangana sei mikella na reason 😀😀😀😀
Mati cutter taka cooler boiz but chi hombe ichin🔥🔥
Because ndaiona itoripo muma folders kkkk
Tasvika
Rega Ndimbozombera Zvangu Ndiri Panapa
Wangu Wangu ... Unondifadza Zvekudaro
Ndapota kaaaaa
Second
Tatosvika 🔥🔥
First to comment
Yesiah
