S08 PaGhetto Episode 27 (Part 2)
While Mhofela refuses to go back home and help , Reason finally goes back home to his mom who has gone completely insane. Ba Prim is still unconscious and has family worried. And with all this happening, Ba Spihwe is back with another bombshell.
Comments (94)
LOL Hanzi Ehe Mama ndini mwana wehure lol asi iwewe
When is the next episode coming out
Hanzi vhura door ndiku ...... haa imi boiz rinopedza mhani iri
Kkkkkk ehee mhamha ndini mwana wehure
Relationship yaMike naRegina ❤️❤️❤️
Saka this month takabhadharira mahara here boys
What do you mean?
Team PaGhetto... Imwe Irikuuya Riini
We are working on it
👌🏾
Zim Family guy chaiyo am here to stay 😂😂
Great quality production. Keep it up.
Aikaka
😅
🤣🤣🤣 Reason apinda busy
Ehe mhamha ndini mwana wehuhuhu😂😂😂😂😂imiwe
We can’t wait for the next episode
😂😂😂😂😂😂😂haaaaaaa ndati I horror
Ndini mwana wehure
Mwana wechii? Matipedza apa. 😂😅
Ndati
At this rate we need more episodes to come out early
Yeah pakaipa
Haaa munhu anonzi Baba Spiwe 😳😳😳 ndiyo horror yemunhu, apa voice ne cadence yake yakanyenye, this character is based on a true person chete😂😂😂😂 Excellent show guys
Ba Spiwe finishes me manje 😂😂. His character is crazy underrated!
This is top notch. Well done team! When are we getting the next episode?
Huh horror
Kkkkkkkk haaaa eeeh mama ndin mwana wehure
Jabu afenderwa namoms
Since we are paying don't take long to release episodes
Let’s not sound like pressuring them avazotibikire zvakaibva of cause kunonokerwa kuripo but let’s be patient
Ha pamatisiira boys
Ndati iwewe
hanzi naReason ndini mwana wehure hahaha haa asi kana tazogara kaa chimboregereraiwo regina anzwa amana trauma yacho yawanda
Saka Mai Jabu vanoona ana Yabo na Kante
😂
Ukutsvagei pano
Next please 😂🔥
Ndatii
Kana kuto dzimwa 😆 🤣 😂
ehe mama ndini mwana we hure😂🙌
heyy payaperera pacho amana ka, soo howfar inouya rinhi imwe episode😀
We want more!!!
KO cartoon irikubuda pa TV kwaana Jabu bhoo here
Ehe mhamha ndini mwana weHure
Vakomana tikunakwa guys ndowedzera hangs mari mondipa Mamwe Maisie kuseri
amana ka apa Mikela as usual vachikanda tuma 1 - 2 alongside haaaa series yakunaka ndati
Ehhhhhhh ehe ndini mwana we Hure hahahaha 😆 😂 🤣 😄 😆 😂 ndapera strong
Closing statement boyyyyyÿyyyyyyys
huhhh pkuzotisiya takahanger manje
How much do you want for the next episode zvaizvozvi, I’m not alone on this one. TOBHADHARA
"ndini Mwana Wehure! yandivhura
Kkkkkkk
I need more 🔥
Heavy!!!
"Reason mhamha, ndiani iyeye?" 😂😂 Makaipa makaipa 👏🏾👏🏾🙌🏾
🤣🤣🤣
Aiwa matigonera, zvinotendwa
Ndatiiii Mai Regina!! 🤣Thank you so much muchinda🫶🏾
🔥🔥🔥
Hanty ndimi here jahman iii😂😂,ehe ndini mwana wehure
Ini hangu Baba Sphiwe vandiiipedzera bhora haaaaa mdara
Paden pa Rizo pakubaka Baka 🤣😂🤣
Apo Prime is on the way kuuya ikoko futi, the other side Baba Spiwe mabviravira aya
🤣🤣🤣😂🤣🤣 togona Kudzimwa apa kazvipapa zvekuvhura door 🤣😂👍❤️❤️❤️🔥
$3 inonaka zvekudaro kkkk
hooooyoooo
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Momz ya Jabu same same na Prim
Keep it up guys 🙏🙏🙏
worth it!!
Haaaa boiz munopisa last imimi 🤟🥂🤟🥂ndatenda hngu
Apa ini handina zesa cant stream now 😑 😐 😢 😭 😞 😫 😪 😑 😢 😭
Sorry hako 😂
Moms yaJabu inochapurisa muriwo
Hanz ehe ndini mwana weh*re haa loud
"Ehe mhamha, ndini mwana wehure!" 🤣🤣🤣
Mafia rinopedza iri ,from Gokwe
Guys ndambopotsa ndachema. This is a sad situation.
Ehe ndini mwana wehure🤣🤣🤣🙌🏻🙌🏻 Reason is back
😂😂😂😂best $3 i have spent early access inonaka
“Ehe mhamha ndini mwana wehure”😂😂
Haaaaaaa ndati Reason vazongidzoka vachinzwa loud kanii 😂😂😂
Ehezve
To us vaisa like b4 watching
Voice raTracy 🤔🤔🤔 haasi Pachihera here
Zvatanga!!
Batai chatsva
Ndasvika
Yesayaaaa
Thank you
yesaya
First here huyai machair bhoo🪑🪑🪑🪑🪑🪑🪑🪑🪑🪑🪑🪑🪑🪑🪑🪑
🔥🔥🔥
