S07 PaGhetto Episode 25 Coming Soon....
Comments (17)
Katype keSunday tanzwa nekumirira
Kasi moda kumirira na 4:44 kai
Sunday Katanga takamirira yasvika
Ndaichidonha ka episode boys
😅😅notification yatinoda ndeyeEpisode coming soon hatiide hedu
Pane ari kuzivawo kuna Reason here,vanhu vese vari kumutsvaga
As for me ,musaise henyu ku notification yekuti "coming soon ".munenge matondiradzira boys ndinenge ndakutochida Veipapo ipapo kkkk
Nhasi sunday ,how far boiz
Umm can’t wait
Takungodawo kuti chimukomana chevawolence chibudikirewp ka ana boyz ! Keep up the work
Muri milk and honey🙏🙏 haaa those whom are complaining for the payment system sorry for them u make us laugh all the times and support l will always 🙏🙏🙏
It costs money to make the episodes. Why do people want things for free? SMH
Well done guys...💪🏽💯
Can’t wait 🔥🔥🔥
Can't wait!! You guys doing great work i salute you
When ?
Hopefully Sunday
